1 Madzimambo 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati, “Ndakanga ndichishingairira Jehovha Mwari Wamasimba Ose kwazvo. VaIsraeri vakaramba sungano yenyu, vakaputsa aritari dzenyu, uye vakauraya vaprofita venyu nomunondo. Ndini ndoga ndasara, zvino vava kuedza kundiurayawo.”

1 Madzimambo 19

1 Madzimambo 19:3-16