1 Madzimambo 18:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kechinomwe muranda akati, “Gore duku rakaenzana nechanza chomunhu riri kukwira richibva mugungwa.”Saka Eria akati, “Enda undoudza Ahabhu kuti, ‘Sunga ngoro yako uburuke usati wadzivirirwa nemvura.’ ”

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:40-46