1 Madzimambo 18:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Ahabhu akaenda kundodya nokunwa, asi Eria akakwira pamusoro pegomo reKarimeri, akakotamira pasi akaisa chiso chake pakati pamabvi ake.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:34-46