1 Madzimambo 18:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Eria akavarayira akati, “Batai vaprofita vaBhaari. Musarega kana mumwe chete achipunyuka!” Vakavabata, uye Eria akaita kuti vaendeswe zasi kuMupata weKishoni vakandourayirwako.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:31-41