1 Madzimambo 18:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akashandisa mabwe aya kuvaka aritari muzita raJehovha, uye akachera mugero waipoteredza aritari wakanga wakakura zvokuti waikwana maseya maviria embeu.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:26-40