1 Madzimambo 18:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Eria akati kuvanhu vose, “Uyai kuno kwandiri.” Vakauya kwaari, iye akagadzira aritari yaJehovha yakanga yaputswa.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:28-35