1 Madzimambo 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mudane kuzita ramwari wenyu, uye ini ndichadana kuzita raJehovha. Mwari achapindura nomoto ndiye Mwari.” Ipapo vanhu vose vakati, “Zvawataura zvakanaka.”

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:20-31