1 Madzimambo 18:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Eria akati kwavari, “Ini chete pavaprofita vaJehovha ndini ndasara, asi Bhaari ane vaprofita mazana mana namakumi mashanu.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:20-24