1 Madzimambo 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino danai vanhu muIsraeri yose kuti vazosangana neni paGomo reKarimeri. Muuyewo namazana mana namakumi mashanu avaprofita vaBhaari namazana mana avaprofita vaAshera vanodya patafura yaJezebheri.”

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:16-21