1 Madzimambo 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Obhadhia akaenda kundosangana naAhabhu akamuudza, uye Ahabhu akaenda kundosangana naEria.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:14-21