1 Madzimambo 18:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo naJehovha Mwari wenyu mupenyu, hakuna rudzi kana nyika, ishe wangu, kwaasina kutuma mumwe munhu kuti andokutsvagai. Uye kana pane nyika kana rudzi vaiti makanga musiko, aitovamanikidza kuti vapike kuti vakanga vakushayai.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:6-19