1 Madzimambo 17:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eria akatora mwana akamutakura achibuda mumba maakanga ari akaenda naye mumba huru. Akamupa kuna mai vake akati, “Tarirai, mwanakomana wenyu mupenyu!”

1 Madzimambo 17

1 Madzimambo 17:19-24