1 Madzimambo 17:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eria akati kwaari, “Usatya. Enda kumba undoita sezvawareva. Asi tanga wandibikira chingwa chiduku pane zvaunazvo ugouya nacho kwandiri, mushure ugozvigadzirira iwe nomwanakomana wako.

1 Madzimambo 17

1 Madzimambo 17:7-17