1 Madzimambo 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akaenda kuZarefati. Paakasvika pasuo reguta, chirikadzi yakanga iripo ichitsvaga huni. Akamudana akamubvunza akati, “Mungandivigirawo mvura shoma shoma mumukombe here kuti ndinwe?”

1 Madzimambo 17

1 Madzimambo 17:9-13