1 Madzimambo 16:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akafamba munzira dzose dzaJerobhoamu mwanakomana waNebhati nomuchivi chake, chaakaita kuti Israeri iite, zvokuti vakaita kuti Jehovha, Mwari waIsraeri, atsamwe nokuda kwezvifananidzo zvavo zvisina maturo.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:24-32