1 Madzimambo 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakakusimudza kubva muguruva ndikakuita mutungamiri wavanhu vangu Israeri, asi wakafamba munzira dzaJerobhoamu ukaita kuti vanhu vangu Israeri vaite chivi, nokuita kuti nditsamwe nokuda kwezvivi zvavo.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:1-3