1 Madzimambo 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuda kwezvivi zvose zvakanga zvaitwa naBhaasha nomwanakomana wake Era nezvaakaita kuti Israeri iite, zvokuti vakaita kuti Jehovha, Mwari waIsraeri, atsamwe, nokuda kwezvifananidzo zvavo zvisina maturo.

1 Madzimambo 16

1 Madzimambo 16:10-21