1 Madzimambo 15:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zviri zvimwe zvinhu zvakaitika panguva yokutonga kwaAbhija, nazvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo aJudha? Pakati paAbhija naJerobhoamu pakanga pane hondo.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:1-8