1 Madzimambo 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akaita zvivi zvose zvakanga zvaitwa nababa vake asati ava mambo; mwoyo wake wakanga usina kuzvipira zvizere kuna Jehovha Mwari wake sezvakanga zvakaita mwoyo watateguru wake Dhavhidhi.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:2-13