1 Madzimambo 15:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achingoti tangei kutonga, akabva auraya mhuri yose yaJerobhoamu. Haana kusiyira Jerobhoamu mumwe chete achifema, asi akavaparadza vose sezvazvakarehwa naJehovha kubudikidza nomuranda wake Ahija muShiro,

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:25-34