1 Madzimambo 15:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mambo Asa akarayira Judha yose, hapana akasiyiwa, ivo vakatora kubva kuRama matombo namatanda akanga achishandiswa naBhaasha ikoko. Mambo Asa akaashandisa kuvaka Gebha muBhenjamini, neMizipawo.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:17-31