1 Madzimambo 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvisawo mbuya vake Maaka pachinzvimbo chavo samai vamambo, nokuti vakanga vagadzira danda rinonyangadza raAshera. Asa akatema danda iri akaripisa muMupata weKidhironi.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:3-16