1 Madzimambo 15:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mana negore rimwe chete. Zita rambuya vake raiva Maaka, mwanasikana waAbhisharomu.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:4-16