1 Madzimambo 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mukadzi waJerobhoamu akasimuka akaenda, akasvika kuTiza. Achingoti tsikei pachikumbaridzo cheimba, mwanakomana akabva afa.

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:7-25