1 Madzimambo 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha acharova Israeri, zvokuti ichaita setsanga iri kuzungunutswa mumvura. Achadzura Israeri kubva mu-nyika yakanaka iyi yaakapa kumadzitateguru avo agovaparadzira mhiri kwoRwizi, nokuti vakaita kuti Jehovha atsamwe nehasha pavakaitira Ashera mapango.

1 Madzimambo 14

1 Madzimambo 14:5-17