1 Madzimambo 13:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange shure kwaizvozvi, Jerobhoamu haana kupinduka pamaitiro ake akaipa, asi akasarudzazve vaprista venzvimbo dzakakwirira kubva kuvanhu vakangosiyana-siyana. Munhu wose wose aida kuva muprista aigadzwa kuti ashande panzvimbo dzakakwirira.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:25-34