1 Madzimambo 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musi mumwe chete iwoyo munhu waMwari akapa chiratidzo akati, “Ichi ndicho chiratidzo chataurwa naJehovha: Aritari ichatsemuka uye madota ari pamusoro payo acharasirwa pasi.”

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:1-12