1 Madzimambo 13:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprofita akanga ava harahwa akapindura akati, “Neniwo ndiri muprofita sezvawakaita. Zvino mutumwa ati kwandiri neshoko raJehovha, ‘Dzoka naye kumba kwako kuitira kuti adye chingwa uye anwe mvura.’ ” Asi akanga achimunyepera.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:14-26