1 Madzimambo 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino paiva nomumwe muprofita akanga ava harahwa aigara muBheteri, vana vake vakauya vakamuudza zvose zvakanga zvaitwa nomunhu waMwari musi iwoyo muBheteri. Vakaudzawo baba vavo zvaakanga ataura kuna mambo.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:8-18