1 Madzimambo 12:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Rehobhoamu akaramba zano raakanga apiwa navakuru akandobvunza majaya ezera rake aakanga akura nawo, avo vakanga vava kumushandira.

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:2-16