1 Madzimambo 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Zvanzi naJehovha: Musakwira kumusoro kundorwa nehama dzenyu, vaIsraeri. Endai kumisha yenyu mumwe nomumwe wenyu, nokuti ndini ndaita izvi.’ ” Naizvozvo vakateerera shoko raJehovha vakaenda kumisha yavo zvakare, sezvakanga zvarayirwa naJehovha.

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:23-32