1 Madzimambo 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vose pavakanzwa kuti Rehobhoamu akanga adzoka, vakatuma nhume kuti iuye kwakanga kwakaungana vanhu, vakabva vamuita mambo weIsraeri yose. Rudzi rwaJudha chete ndirwo rwakaramba ruchishandira imba yaDhavhidhi.

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:12-21