1 Madzimambo 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jerobhoamu, mwanakomana waNebhati, akati azvinzwa (akanga achiri kuIjipiti, kwaakanga aenda akatiza Mambo Soromoni) akadzoka kubva kuIjipiti.

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:1-9