1 Madzimambo 11:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akazorora namadzibaba ake akavigwa muguta raDhavhidhi baba vake. Ipapo Rehobhoamu mwanakomana wake akamutevera paumambo.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:39-43