1 Madzimambo 11:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichapa mwanakomana wake rudzi rumwe chete kuitira kuti Dhavhidhi muranda wangu arambe ane mwenje nguva dzose pamberi pangu muJerusarema, guta randakasarudza kuisa Zita rangu.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:33-43