1 Madzimambo 11:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kuna Jerobhoamu, “Zvitorere zvipenga gumi, nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Tarira, ndichabvarura umambo kubva muruoko rwaSoromoni ndigokupa marudzi gumi.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:24-32