1 Madzimambo 11:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jerobhoamu aiva murume wesimba noumhare, uye Soromoni akaona kuti jaya iri raishanda kwazvo akabva amuita mutariri wavashandi vose veimba yaJosefa.

1 Madzimambo 11

1 Madzimambo 11:26-29