1 Madzimambo 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi handina kutenda zvinhu izvi kusvikira ndauya ndikazviona nameso angu chaiwo. Zvechokwadi, zvandakaudzwa hazvisviki pahafu yezviripo; muuchenjeri nomuupfumi mapfuura zvose zvandakanzwa.

1 Madzimambo 10

1 Madzimambo 10:1-17