1 Madzimambo 10:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni akaunganidza ngoro namabhiza; akanga ane ngoro dzinokwana chiuru namazana mana namabhiza anokwana zviuru gumi nezviviri, zvaaichengeta kumaguta engoro nomuJerusarema maaivawo.

1 Madzimambo 10

1 Madzimambo 10:16-29