1 Madzimambo 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akashandisa miarumugi iyi kuita mbiru dzetemberi yaJehovha, nedzomuzinda wamambo, uye kugadzira mbira nemitengeranwa zvaishandiswa navaimbi. Miti yemiarumugi yakawanda kudai haina kuzombouyiswa munyika zvakare kana kuonekwa zvakare kubvira musi iwoyo.

1 Madzimambo 10

1 Madzimambo 10:7-13