1 Madzimambo 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Zadhoki muprista, Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, Natani muprofita, Shimei, naRei, namauto apamusoro aDhavhidhi, havana kutevera Adhoniya.

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:6-17