1 Madzimambo 1:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mambo Soromoni akatuma varume vakandouya naye kubva paaritari. Zvino Adhoniya akauya akakotamira Mambo Soromoni, Soromoni akati kwaari, “Enda kumba kwako.”

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:49-53