1 Madzimambo 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Adhoniya, uyo aiva namai vainzi Hagiti, akazvisimudzira akati, “Ini ndichava mambo.” Naizvozvo, akazvigadzirira ngoro navatasvi vamabhiza navarume makumi mashanu kuti vamhanye pamberi pake.

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:1-14