1 Madzimambo 1:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyezve, machinda amambo auya kuzokorokotedza ishe wedu Mambo Dhavhidhi achiti, ‘Mwari wenyu ngaaite kuti zita raSoromoni rive nomukurumbira kupfuura renyu, uye chigaro chake choushe ngachive chakakura kupfuura chenyu!’ Zvino mambo akotama pamubhedha pake akanamata,

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:43-53