1 Madzimambo 1:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Adhoniya navose vaakanga akoka, vaakanga anavo, vakazvinzwa pavakanga vopedza kudya, Joabhu akati achinzwa ruzha rwehwamanda, akabvunza, akati, “Mheremhere yose iyi muguta ndeyeiko?”

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:38-46