1 Madzimambo 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, vakatsvaka musikana akanaka munyika yose yeIsraeri, vakawana Abhishagi, muShunami, vakauya naye kuna mambo.

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:1-9