1 Madzimambo 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abayira mombe dzakawanda, mhuru dzakakodzwa, namakwai, uye akoka vanakomana vose vamambo, Abhiatari muprista naJoabhu mutungamiri wamauto, asi haana kukoka Soromoni muranda wenyu.

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:9-20