1 Madzimambo 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwaari, “Ishe wangu, makapikira muranda wenyu naJehovha Mwari wenyu mukati, ‘Soromoni mwanakomana wako ndiye achatevera paumambo, ndiye achagara pachigaro changu choushe.’

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:13-21