1 Madzimambo 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Natani akabvunza Bhatishebha, mai vaSoromoni akati, “Hauna kunzwa here kuti Adhoniya, mwanakomana waHagiti, atova mambo ishe wedu Dhavhidhi asingazvizivi?

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:8-21