1 Johani 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tinogamuchira uchapupu hwavanhu, asi uchapupu hwaMwari hukuru nokuti ndihwo uchapupu hwaMwari, hwaakapa pamusoro poMwanakomana wake.

1 Johani 5

1 Johani 5:1-10